Gumbo Madyirapazhe
Gumbo Madyirapazhe
Mazvita Gumbo,
Maita zvenyu Madyirapazhe ,
Shava huruyakapamba Gona Gararamasango,
Chipauro chamafuta Chikodza mhandara,
Godza muto mhuru inobva Gona,
Vezheve tsuku,
Gumbo Madyirapazhe
Mazvita Gumbo,
Maita zvenyu Madyirapazhe ,
Shava huruyakapamba Gona Gararamasango,
Chipauro chamafuta Chikodza mhandara,
Godza muto mhuru inobva Gona,
Vezheve tsuku,
Beta/Dhliwayo/Ishwa,
Aiwa tafara, Ishwa,
Dhliwayo, matifadza,
Maita vari Chimanimani,
Vakabve Mbire,
Maita Mutore,
Zvaitwa Mhara Mbuya
Vakabva Dzete
Gusho maita,
Mbuya Chikonamombe,
Vari Chivhu,
Soko Vhudzijena ,
Eee, maita Shoko Vhudzijena,
Ewoi Soko,
Makwiramiti, mahomu-homu,
Vanopona nekuba,
Mazviita Shiri,
Hungwe,
Matapira,
Ziendanomudenga,
Pasi yakatya ndove,
Mudyanavana,
Hekani Mukumbudzi,
Vaera Moyo,
Vari Zvihota,
Vanoswera kuteverwa nevakadzi,
Hekani Mukumbudzi,
MazankosiNina,
abakwaDindelaNina ,
abakwaMgolodelwaNgokuzala ,
uKhondloInkosi ,
yaseMantshaleniAmashayela ,
Khambule,
Mzilankatha,
Inkatha kayingen’endlini,
Yangena kubola izinkaba zabantwana,
Nina bakaNkomo zilal’uwaca,
Zwide kaLanga,
Ndwandwe, Mkhatshwa,
Okhabangezinde nezimaqhukubezana,
Nkabanhle,
Wena wase Gudunkomo,
Mlotshwa,
Mtuse, Choboza,
Mafuyanduna,
Msuthu,