Category: Shona Totems
Shava Museyamwa
Maita Shava,
Mhofu yomukono, Ziwewera
Hekani Mutekedza
Vakatekedzana paJanga
Vakapiwa vakadzi munyika yavaNjanja,
Zimbabwean Cultural Heritage Site
Hekani Sahayi,
Dhewa,
Moyondizvo,
Vakami vomukaka,
Bvumavaranda,
Maita Shava,
Mhofu yomukono, Ziwewera
Hekani Mutekedza
Vakatekedzana paJanga
Vakapiwa vakadzi munyika yavaNjanja,
Recent Comments