Chikweya ndechembwa chomunhu chinotevera.

Chikweya ndechembwa chomunhu chinotevera.

English Direct Translation

A dog lags behind (but) a human being can overcome his laziness.

SHONA EXPLANATION

Munhu kunyange akava nousimbe kana nechinono anoedza kuwana nzira dzokuzviyamura nadzo.

ENGLISH EXPLANATION

No matter how slow or lazy a person may be, he will find a way of helping himself to survive.

Leave a Comment

Your email address will not be published.