Ishavi kurova munda neshamhu

Spread the love

Ishavi kurova munda neshamhu

English Direct Translation 

It means one is possessed (by an evil spirit) if he is beating the field with a stick.

Variants 

Ishavi kuridzira munda tswinya (tsamwa). (-tswinya: sigh over something)

Shona Explanation 

Hungava upenzi kuti munhu afunge kuti angawana chinhu kana asina kuchishandira uye kuti munhu atsamwe kana asina chaawana pamusana pekusada kusevenza. Sokuti munhu angatsamwira munda kana achinge ashaya zvinomugutsa pamunda uyu nemhosva yokusashanda pauri zvaka- naka.

English Explanation

It shows that a person is foolish, when he expects to get something without working hard for it. For instance, if a farmer expects a bumper crop but never takes trouble to work his fields, then he is indeed a fool.

You may also like...

Add your first comment to this post

>