Kupedza nyota kuenda padziva.

Tsumo

Kupedza nyota kuenda padziva.

English Direct Translation

To quench thirst (one) goes to a pool.

VARIATIONS

  1. Kupedza nyota / kuenda patsime. (tsime: well)
  2. Kupedza nyota / patsime.

SHONA EXPLANATION

Kupedza nharo kana kukonona, kubvunza munhu anonya-tsoziva nezvenyaya yacho.

ENGLISH EXPLANATION

When disputing or in doubt about anything it is always good to consult an expert. The proverb is often quoted when two people have marked differences of opinion on a subject about which both have a superficial knowledge.

Leave a Comment

Your email address will not be published.