Kuramba nyama yechidembo hunge uine yetsuro

Kuramba nyama yechidembo hunge uine yetsuro.

English Direct Translation

If you refuse the meat of a skunk, it means you have rabbit meat.

Variants

a) Kuramba butu uno mukonya.

(One who refuses bran has something better which makes him arrogant)

b)Kuramba dzvuku kuona jena.

(Refusing red implies seeing white)

c) Kuramba rutsakara hunge uine maziviro.

(To refuse a ragged article means you have got something better)

d) Kuramba mvana hunge uine mhandara.

(To reject a woman means you have a girlfriend)

Note: mvana is a specific term used for a woman who has given birth outside marriage.

SHONA EXPLANATION

Munhu kuramba chinhu chaanenge apiwa achiti chakaipa kana kuti hachina kukodzera zvinoreva kuti anenge ane chimwe chiri nani pane chaaramba.

ENGLISH EXPLANATION

If you refuse to accept or keep something, it implies that you have got something better.

Leave a Comment

Your email address will not be published.