Kurava mbudzi nedzisipo kurava nedzava matoo

Kurava mbudzi nedzisipo kurava nedzava matoo

English Direct Translation

Counting absent goats means counting (even) dead ones.

Variants 

  1. Kurava mambudzi ari kumwe kurava namapapata.(mapapata: skeletons) 
  2. Kuverenga moinbe nedzisipo / kuverenga nemiswe (mombe: cattle; miswe: tails)

Shona Translation 

Kugarovimba nechinhu chausingachazivi kuona kwenguva refu pamwe chinodaro chakanguri chafa.

English Translation 

Do not rely on something of which you are not certain.

Leave a Comment

Your email address will not be published.