Kushaya mano kwendiro kupakurirwa isingadyi

Kushaya mano kwendiro kupakurirwa isingadyi.

English Direct Translation 

(If it comes) to brains a plate has none; it is given food but does not eat. 

Shona Explanation 

Zvinoratidza kushaya pfungwa kana munhu akapiwa makomborero akatadza kuashandisa.

English Explanation 

It shows a person’s lack of intelligence, if he fails to make use of opportunities coming his way. For example, a student who is offered a bursary but does not bother about the necessary application formalities.

Leave a Comment

Your email address will not be published.