Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa

Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa

English Direct Translation 

To shun an elder’s word is to refuse advice.

Shona Explanation 

Kana munhu ukapiwa nyevero nomukuru, ibvume, pamwe ungangoramba mazano angazokubatsira.

English Explanation

It is unwise not to reflect, at least, on the advice given by elders. Especially in traditional Shona society, age is bound up with wisdom.

Leave a Comment

Your email address will not be published.