Kuziva mbuya huudzwa

Kuziva mbuya huudzwa.

English Direct Translation

(In order) to know the mother-in-law, one has to be told (about her).

VARIATIONS

SHONA EXPLANATION

Kuti munhu azova noruzivo rwechinhu kunge atoudzwa nokuchidzidziswa navaya vanoziva. Kuchenjera kwose kunobva mukuudziwa navamwe.

ENGLISH EXPLANATION

Wisdom is acquired from other people, and nobody knows anything before he is told or taught.

Leave a Comment

Your email address will not be published.